KwaunobvaDuramazwiHhanzu

Zvinoreva

Hanzu inguo kana nhumbi inopfekwa nomunhu.

1

Hanzu inguo kana nhumbi inopfekwa nomunhu.

Kana wakashambidzika unenge wakageza, uye wakapfeka hanzu dzakachena.

Kufunyana kupeteka kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka hembe yakafunyana kudaro, asi aini haunasu?

Kufukidza munhu kumupfekedza hanzu kana jira pamuviri.

Zvakafanana

hembe · chipfeko

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word