Duramazwi · zita
hanzvadzi
sibling · brother · sister
Duramazwi · zita
sibling · brother · sister
Kana uri mwanasikana hanzvadzi yako mwana wechikomana wemumba menyu mawazvarwa, kusanganisira vekumadzimai nemadzibaba ako ese.
Kana uri mwanasikana hanzvadzi yako mwana wechikomana wemumba menyu mawazvarwa, kusanganisira vekumadzimai nemadzibaba ako ese.
Tete, hanzvadzi yababa vatadiwa vakaiona post ndokubva vatora havo number kwave kumhanya kumapurisa.
Tete ihanzvadzi yomurume kana kuti hanzvadzi yababa vako.
Akapindira hanzvadzi yake isina kupfeka.
Kana uri mwanakomana hanzvadzi yako mwana wechisikana wemumba menyu mawazvarwa. kusanganisira vekumadzimai nemadzibaba ako ese.
Duramazwi
01 / 03hanzvadzi konama
brother
VerengaSwipe for the next word