KwaunobvaDuramazwiHhanzvadzikomana

Zvinoreva

Kumwanasikana hanzvadzikomana mwana wechikomana wemumba menyu mawazvarwa, kusanganisira vekumadzimai nemadzibaba ako ese.

1

Muchingi ihanzvadzikomana inofambisa mashoko pakuroorwa kwehanzvadzisikana.

Bhudhi ihanzvadzikomana kana shamwari yechirume yemunhukadzi.

Zvakasiyana

hanzvadzisikana

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word