KwaunobvaDuramazwiHhanzvadzisikana

Zvinoreva

Kumwanakomana hanzvadzisikana mwana wechikomana wemumba menyu mawazvarwa, kusanganisira vekumadzimai nemadzibaba ako ese.

1

Muchingi ihanzvadzikomana inofambisa mashoko pakuroorwa kwehanzvadzisikana.

Uzukuru ukama huri pakati pasekuru nemwana wavatete kana wehanzvadzisikana.

Zvakasiyana

hanzvadzikomana

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hanzvu

Kuti hanzvu kurodzera banga kana demo kuti ripinze.

Verenga

Swipe for the next word