Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa hapano munhoroondo kutaridza zvakazoitika pasure pechimwe chiitiko.
1
Tinoshandisa hapano munhoroondo kutaridza zvakazoitika pasure pechimwe chiitiko.
Hapano pakufirwa nevabereki, mwana akatambura zvaisiririsa.
Hapano pakubvisa dombo iri kuti aone musuo.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hapaya
Kana munhu achiti hapaya anenge achienderera mberi nekutsanangura zvaitika mumashure mechaabva kutaura.
VerengaSwipe for the next word