Duramazwi · zita
hanzi
goose
Duramazwi · zita
goose
Hanzi ishiri huru yakafanana nedhadha, inofarira kugara mumvura sechipfuyo pamusha kana musango.
Hanzi ishiri huru yakafanana nedhadha, inofarira kugara mumvura sechipfuyo pamusha kana musango.
Ndipo paya pamunenge makuzonyeperana kuti hanzi heee akamushandisira mushonga.
Zvikanzi murume akushanda panight shift hanzi tandarai husiku here.
Ndakambonzwa vamwe vachiti hanzi ukananzviwa neumwe rinobva ramira kubuda saka ndinokumbirawo undinanzvewo.
Duramazwi
01 / 03hanzu
Hanzu inguo kana nhumbi inopfekwa nomunhu.
VerengaSwipe for the next word