Duramazwi · zita
hanyn'a
hany'a
Duramazwi · zita
Kana zvinhu zvakangonzi ratya zvinenge zvakaita zvekungokandwa zvinoratidza kushaya hanyn'a.
Bwititi munhu asina hanyn'a nezvaanoita kana zvaanopfeka.
hany'a
Duramazwi
01 / 03hanyukanyu
Kana munhu achiita hanyukanyu, anenge achidya chimwe chinhu achikurumidzisa.
VerengaSwipe for the next word