KwaunobvaDuramazwiHhany'a

Duramazwi · zita

hany'a

Zvinoreva

Hany'a kuva nechido nezvinoitwa navamwe, utano hwavo kana matambudziko avo. Munhu ane hany'a nevamwe anobatsira nepose paanogona.

1

Kana munhu achinzi shovha anenge ane utsvina, achiita kunge asina hany'a nemuviri wake.

Hany'a kuva nechido nezvinoitwa navamwe, utano hwavo kana matambudziko avo. Munhu ane hany'a nevamwe anobatsira nepose paanogona.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word