Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hanwa kanzvimbo kari pakati pezvinhu zviviri.
1
Hanwa kanzvimbo kari pakati pezvinhu zviviri.
Hanwa mudziyo unoshandiswa kutaridza uwandu hwezvinhu zvakaita semvura.
Hanwa kanzvimbo kari pakati pezvinhu zviviri.
Kana vanhu vachiita makangazhanwa vanenge vachitaura vachipikisana nokuitirana nharo.
2
Hanwa mudziyo unoshandiswa kutaridza uwandu hwezvinhu zvakaita semvura.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hany'a
Hany'a kuva nechido nezvinoitwa navamwe, utano hwavo kana matambudziko avo. Munhu ane hany'a nevamwe anobatsira nepose paanogona.
VerengaSwipe for the next word