KwaunobvaDuramazwiCchokupfeka

Duramazwi · zita

chokupfeka

Zvinoreva

Mbatya dzekupfeka mumuviri (clothing).

1

Mbatya dzekupfeka mumuviri (clothing).

Kungweya kunetseka, kungava kuchikonzerwa neurwere, kushaya chokupfeka kana nenzara.

Kana munhu achisonesa hembe anenge agadzirirwa chokupfeka nenzira yaanoda, yaanotaurira musoni.

Kana chokupfeka chikanzi chakaregerera chinenge chakasununguka chisingashinyi anenge akachipfeka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chokutanga

Chinhu chiri pamberi pezvimwe (first thing).

Verenga

Swipe for the next word