Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nguru nguru kufambisa maziso kunoita munhu ane-nge ari kunyara zvaaita.
1

Akati maziso nguru nguru, paakanzi ndiye aba nyama.
Kuti nguru nguru kufambisa maziso kunoita munhu ane-nge ari kunyara zvaaita.
2
Kuti nguru nguru kuchukucha bhodhoro rine mvura kuti richene.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nguruma
dhiramhu kana richisundwa risina chinhu mukati.
VerengaSwipe for the next word