Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngurungunda ijira kana kuti gumbeze guru rinodziya chaizvo.
Kana munhu anogera akakungurungunda musoro, anenge akugera achisiirira-siirira vhudzi.

Kana mwana achiri kumera mazino angurunguda chibage chakabikwa, anenge achidya achisiirira dzimwe tsanga paguri.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngurungundu
Kuti ngurungundu kurira kunoita mudenga kana kuchinaya mvura ina mabhanan'ana.
VerengaSwipe for the next word