KwaunobvaDuramazwiNngururudza

Duramazwi

ngururudza

Zvinoreva

Kungururudza kurira kunoita ingwe.

Kungururudza kurira kunoita bhera kana runhare.

1

Kungururudza kurira kunoita ingwe.

Kungururudza kurira kunoita bhera kana runhare.

2

Kungururudza kurira kunoita bhera kana runhare.

Kungururudza kurira kunoita bhera kana runhare.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngurusha

Kungurusha kuramba uchituka munhu nezwi riri pasi, kwenguva yakareba.

Verenga

Swipe for the next word