KwaunobvaDuramazwiNnguruve

Zvinoreva

Nguruve imhuka inopfuyiwa, ine muromo murefu wakapwashamara mberi uye muviri wakazara mafuta.

1

Nguruve imhuka inopfuyiwa, ine muromo murefu wakapwashamara mberi uye muviri wakazara mafuta.

Hamungazivi chakakodza nguruve.

Nguruve yaitukumba pasi nomuromo ichitsvaka makonye nehwena.

Nguruve yedu yakati tetsu tuvana gumi notuviri.

Zvakafanana

hochi · humba · fondo · ngurwe

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nguruzeze

Kuti nguruzeze kurembera kunoita munhu nokuda kwekurwara kana kuneta.

Verenga

Swipe for the next word