Duramazwi · zita
nguva
chronology · continual · moment · period · point · time · times · timing · era
Duramazwi · zita
chronology · continual · moment · period · point · time · times · timing · era
Nguva inhambwe inopfuura, sokuti maminitsi, maawa, mazuva, mwedzi kana makore.
Kana munhu anguva aita chimwe chinhu anenge achiita kare, chatopera.
Nguva inhambwe inopfuura, sokuti maminitsi, maawa, mazuva, mwedzi kana makore.
Mupunga uyu hautori nguva yakareba kuubika.
Pakazokwana nguva dzebreak ndakabva ndatobuda ndakunotsvaga mwana wababa vangu.
Nguva ndicho chinhambo chamunenge muchitova ipapo.
Dzava nguvaiko, nhai shamwari.
Kana munhu anguva aita chimwe chinhu anenge achiita kare, chatopera.
Munamate nguva dzose dzamunonzwa kunetseka handiti wanzai minamato.
Pasina nguva ndakagara kudaro ndakatanga kunzwa kwainge kushinyira.
Vaida kungofambisa nguva havo asi vaiziva zvose izvi nechekare.
mukuwo · -nguri
Duramazwi
01 / 03nguva dzose
always
VerengaSwipe for the next word