Duramazwi
Zvinoreva
Kunguruma kuita ruzha rusina magumo.
1
Kunguruma kuita ruzha rusina magumo.
Marori anorarira kunguruma nguva zhinji kwazvo.
2
Kana munhu achinguruma anenge achipopotera zvinhu zvisina shumo kwenguva refu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngurungunda
Ngurungunda ijira kana kuti gumbeze guru rinodziya chaizvo.
VerengaSwipe for the next word