Duramazwi · zita
ngura
corrosion · rust · canker
Duramazwi · zita
corrosion · rust · canker
Kungura kubvisa tsvina uchishandisa mvura nesipo.
Ngura kutsvukuruka kunoitika pasimbi kana ichinge yagarisa panze, mumvura kana muvhu.
Kungura kusasimba kunoita demo kana badza mumupinyi, kana kuti zvinoita bhaudhi risisina kubata zvakanaka.

Kungura-ngura kuregedzeka kunoita badza kana demo riri pamupinyi nokuda kweburi rinenge rakakurisa.
Mbise ruvara runenge ngura, runoita pamazino.

Girisi mafuta anoshanda pamichina, pamotokari nezvimwewo zvinhu, kuitira kuti simbi dzisakwizana uye dzisaita ngura.
-geza · -shamba
Duramazwi
01 / 03nguri
Chinguri.
VerengaSwipe for the next word