Duramazwi · zita
chindakuda
Zvinoreva
Nduma inhumbi dzinopananwa pakati pomusikana nomukomana, kuratidza rudo rwavo sechitsidzo chokuti vacharoorana.
1

Kuti nduma nduma kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda, sezvinoita munhu anofamba murima, kana bofu.

Kana munhu achinzi anganduma nehasha anenge ashatirwa uye kupopota zvakanyanya.
Zvakafanana
chindakuda
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nduma nduma
Kuti nduma nduma kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda, sezvinoita munhu anofamba murima, kana bofu.
VerengaSwipe for the next word