Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nduma nduma kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda, sezvinoita munhu anofamba murima, kana bofu.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndumaruma
Ndumaruma kambuyu kakaita katema kanowanza kuonekwa kana mvura yanaya.
VerengaSwipe for the next word