KwaunobvaDuramazwiNndumudzani

Zvinoreva

Ndumudzani vana vaviri vakazvarwa nguva imwe chete uye naamai vamwe chete.

1

Ndumudzani hadzidyi mundiro imwe chete.

Ndumudzani vana vaviri vakazvarwa nguva imwe chete uye naamai vamwe chete.

Kana vanhu vachinzi indumudzani vanenge vakakura nguva imwe chete, vari vezera rimwe chete.

2

Zvakafanana

mapatya

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndumuka

Kukwanisa kuoneka pamberi pedare.

Verenga

Swipe for the next word