Duramazwi · zita
ndumiko
murumikochirumiko
Duramazwi · zita
Ndumiko inyanga kana demhe rinoshandiswa ne-n'anga kusveta ropa mumuviri wemunhu anorwara, kuti chirwere chibude.

murumiko · chirumiko
Duramazwi
01 / 03ndumudzani
Ndumudzani vana vaviri vakazvarwa nguva imwe chete uye naamai vamwe chete.
VerengaSwipe for the next word