Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanisa kuoneka pamberi pedare.
1
Kukwanisa kuoneka pamberi pedare.
Kungundumuka kudonha kwechinhu chinenge dhiramu kubva zvakaita semungoro.
Kundumuka kupararira nekukasi ka kwemhuka, vanhu kana zvinhu zvakawanda.
Kugundumura kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete. Vanhu vakagundumuka kuenda kudzimba dzavo pakapera mutambo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndumure
Ndumure mwana mudiki achangoregeswa kunwa mukaka waamai vake.
VerengaSwipe for the next word