KwaunobvaDuramazwiNndumaruma

Duramazwi · zita

ndumaruma

chinyamukohohochikuhuhu

Zvinoreva

Ndumaruma kambuyu kakaita katema kanowanza kuonekwa kana mvura yanaya.

1

Ndumaruma kambuyu kakaita katema kanowanza kuonekwa kana mvura yanaya.

Ndumaruma kambuyu kakaita katema kanowanza kuonekwa kana mvura yanaya.

Zvakafanana

chinyamukohoho · chikuhuhu

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndumiko

Ndumiko inyanga kana demhe rinoshandiswa ne-n'anga kusveta ropa mumuviri wemunhu anorwara, kuti chirwere chibude.

Verenga

Swipe for the next word