KwaunobvaDuramazwiNndumure

Duramazwi · zita

ndumure

chindumure

Zvinoreva

Ndumure mwana mudiki achangoregeswa kunwa mukaka waamai vake.

1

Ndumure mwana mudiki achangoregeswa kunwa mukaka waamai vake.

Ndumure mwana mudiki achangoregeswa kunwa mukaka waamai vake.

Gundumure munhu anenge aine musoro mukuru.

Zvakafanana

chindumure

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nduna

Nduna itsvimbo ine musoro mukuru inoshandiswa pakurwa kana kuvhima.

Verenga

Swipe for the next word