KwaunobvaDuramazwiMmapatya

Duramazwi · zita

mapatya

twins

manyambirimatuwinzimavambimavirimabhuradha

Zvinoreva

Mapatya vana vaviri vanozvarwa nguva imwe namai vamwe chete.

1

Mapatya vana vaviri vanozvarwa nguva imwe namai vamwe chete.

Vose vainge vaine nhumbi dzakafanana vaitoitwa kunge mapatya asi kwete vaisava.

Mukadzi wa-Fani ane mimba yemwedzi mishanu yaakanzi achasununguka mapatya.

Mapatya vana vaviri vanozvarwa nguva imwe namai vamwe chete.

Zvakafanana

manyambiri · matuwinzi · mavambi · maviri · mabhuradha

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mapazha

Pakurwa nezvibhakera mapazha kurovana vanhu vari pedo napedo zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word