KwaunobvaDuramazwiRrubanzu

Duramazwi · zita

rubanzu

speck

Zvinoreva

Rubanzu kamhedu katete kanenge kakwaturwa kubva pachinhu chihombe.

1

Rubanzu kamhedu katete kanenge kakwaturwa kubva pachinhu chihombe.

Tema rubanzu padanda tiwane kubatidzisa moto.

Rubanzu kamhedu katete kanenge kakwaturwa kubva pachinhu chihombe.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rubaridzira

Kana munhu akanzi ane rubaridzira, anenge ari munhu anongokasika kutaura zvose zvinenge zvichiitika muupenyu hwake kuvanhu.

Verenga

Swipe for the next word