KwaunobvaDuramazwiRrozomoka

Duramazwi

rozomoka

Zvinoreva

Kurozomoka kudonha kubva mumuti kana panhu pakakwirira nekukurumidza, sezvingaite munhu arumwa nemago.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rozva

Kurozva kutorera mumwe zvaanazvo usisazomudzoreri.

Verenga

Swipe for the next word