KwaunobvaDuramazwiRrozi

Duramazwi · zita

rozi

Zvinoreva

Rozi rudzi rweruva rinogona kuva dzvuku, jena kana shora, rinoberekwa nomurozi unova kakwenzi kane minzwa.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rozomoka

Kurozomoka kudonha kubva mumuti kana panhu pakakwirira nekukurumidza, sezvingaite munhu arumwa nemago.

Verenga

Swipe for the next word