Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akanzi akaroyiwa navakafa anenge ane tsika namaitire akashata, aasisakwanisi kuregera.
1
Kana munhu akanzi akaroyiwa navakafa anenge ane tsika namaitire akashata, aasisakwanisi kuregera.
Timoti akaroyiwa navakafa uyu.
Unoti munhu kwaye angabira mai mari i-
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03royonora
achada kuzodya zvinotengwa mumba macho?
VerengaSwipe for the next word