Duramazwi
rovesa
-sundira
Duramazwi
Kana vanhu vachinzi varovesa n'ombe vanenge vava kudzirega dzichifamba padzinodira, vapedza kukohwa.
Kana vanhu vachinzi varovesa n'ombe vanenge vava kudzirega dzichifamba padzinodira, vapedza kukohwa.
Mukomana wokuti anorova vanhu vese mamugona mukamurovesa na Wabata.
Nyorovesa tauro iri ndipukute mwana.
Kana uchidiridza unenge uchinyorovesa pakadzvarwa zvinhu nemvura kuti zvinyatsokura.
-sundira
Duramazwi
01 / 03rovha
jobless
VerengaSwipe for the next word