Duramazwi · zita
rovha
jobless · unemployed
Duramazwi · zita
jobless · unemployed
Kana munhu akarovha kubasa kana kuchikoro, anenge aregera kuendako iye asina kukumbira mvumo.
Rovha munhu anenge asingashandi, anongogara pamba kana kuti anotsvaga basa achirishaiwa.

Kwangwari i-rovha zvaro risati rambobayirwa chitupa kana kamwe chete zvako.
Rovha munhu anenge asingashandi, anongogara pamba kana kuti anotsvaga basa achirishaiwa.
Kana munhu achitamba urovha anenge achitsvaka basa asi asati ariwana.
Rovha munhu anenge asingashandi, anongogara pamba kana kuti anotsvaga basa achirishaiwa.
Rovha munhu anenge asingashandi, anongogara pamba kana kuti anotsvaga basa achirishaiwa.
Kana munhu achitamba urovha anenge achitsvaka basa asi asati ariwana.
Kana munhu akarovha kubasa kana kuchikoro, anenge aregera kuendako iye asina kukumbira mvumo.
Duramazwi
01 / 03rovhu
Rovhu tumunyepfu twakapfava twunoputira mhodzi dziri mukati memanhanga kana mapudzi.
VerengaSwipe for the next word