KwaunobvaDuramazwiKkoromoka

Duramazwi

koromoka

tumble

Zvinoreva

Kukoromoka kudo-nha kunoita chinhu chichibva kudenga kwachinenge chiri chichikunguruka. Zidombo rakakoromoka kubva mugomo richisvikovhara nzira.

1

Kukoromoka kudo-nha kunoita chinhu chichibva kudenga kwachinenge chiri chichikunguruka. Zidombo rakakoromoka kubva mugomo richisvikovhara nzira.

Dombo rakakoromoka richibva mugomo richivhara nzira.

Kukunguruka kukoromoka kunoita chinhu chichi- bva kwakakwirira chichienda kwa kadzikira.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

koromora

Kukoromora kudonhedza zvinhu zvanga zvakarongwa zvakaita mudurikidzwa.

Verenga

Swipe for the next word