KwaunobvaDuramazwiBbanzurwa

Duramazwi · zita

banzurwa

splinter

Zvinoreva

Banzurwa chidimbu chemuti chinenge chakwaturwa kubva pane chimwe.

1

Banzurwa chidimbu chemuti chinenge chakwaturwa kubva pane chimwe.

Banzurwa rakapinda muchigunwe changu ndikarwadziwa.

Banzurwa chidimbu chemuti chinenge chakwaturwa kubva pane chimwe.

Zvakafanana

banzu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bape

Bape chinhu chese chinenge chakapwashama chichitaridzika seshizha kana sebepa.

Verenga

Swipe for the next word