KwaunobvaDuramazwiRrubhabhatidzo

Duramazwi · zita

rubhabhatidzo

baptism

ruombeko

Zvinoreva

Rubhabhatidzo chiitiko chekuchechi chinonyikwa vanhu mumvura vachinamatirwa, zvichitenderwa kuti vanhu vaitirwa izvozvo vanenge vasuka zvitadzo zvavo uye vazvarwa patsva.

1

Rubhabhatidzo chiitiko chekuchechi chinonyikwa vanhu mumvura vachinamatirwa, zvichitenderwa kuti vanhu vaitirwa izvozvo vanenge vasuka zvitadzo zvavo uye vazvarwa patsva.

Zvakafanana

ruombeko

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rubo

Rubo itsika yekutora zvausina kupihwa.

Verenga

Swipe for the next word