Duramazwi · zita
ruboshwe
left
Duramazwi · zita
left
Ruboshwe ruoko rusiri rwerudyi.
Ruboshwe ruoko rusiri rwerudyi.
Rudyi ruoko rusiri ruboshwe, runodyisa sadza pachivanhu.
Kuruboshwe kwemuti uyu kune chikomo chikuru kwazvo.
Izvi zvinoreva kuti kuruboshwe kunogona kuva nezvivakazwi zvinosanganisira: i.
boshe · muzere · runzere
Duramazwi
01 / 03rubva
Kana munhu achiti arubva anenge asunungurwa panyaya yanga ichimushaisa mufaro.
VerengaSwipe for the next word