KwaunobvaDuramazwiCchokoto

Duramazwi

chokoto

Zvinoreva

Kuti chokoto kurira kamwe chete kunoita mashizha aka-oma anenge atsikwa.

1

Kuti chokoto chokoto kudzokorora kurira kunoita mashizha anenge achifambwa pamusoro pawo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chokoto chokoto

Kuti chokoto chokoto kudzokorora kurira kunoita mashizha anenge achifambwa pamusoro pawo.

Verenga

Swipe for the next word