Duramazwi02 / 03chokotaKuchokota kuwana zvinhu zvakawanda kwazvo. Gore rino ndakachokota nyimo chaizvo, zveku-ti ndikadzitengesa, haa, ndinogarika.Verenga→
Duramazwi03 / 03chokotoKuti chokoto kurira kamwe chete kunoita mashizha aka-oma anenge atsikwa.Verenga→