KwaunobvaDuramazwiCchokota

Duramazwi

chokota

-chichinura-rokota-fusha

Zvinoreva

Kuchokota kuwana zvinhu zvakawanda kwazvo. Gore rino ndakachokota nyimo chaizvo, zveku-ti ndikadzitengesa, haa, ndinogarika.

1

Zvakafanana

-chichinura · -rokota · -fusha

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chokoto

Kuti chokoto kurira kamwe chete kunoita mashizha aka-oma anenge atsikwa.

Verenga

Swipe for the next word