KwaunobvaDuramazwiCchibatiso

Duramazwi · zita

chibatiso

security

Zvinoreva

Chibatiso chinhu chaunotsidza kuzopa munhu kana uchinge watadza kubhadhara chikwereti.

1

Pandakakwereta mari kubhangi ndakatora imba yangu sechibatiso.

Chibatiso chinhu chaunotsidza kuzopa munhu kana uchinge watadza kubhadhara chikwereti.

Chibatiso imari shomanana yaunobhadhara kuti chaunoda kuzotenga chichengeterwe iwe chete.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibato

Chibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana kutakura mudziyo.

Verenga

Swipe for the next word