Duramazwi
dhipozita
deposit
Duramazwi
deposit
Kuisa chikamu chemari kumwe kunhu.
Kuisa chikamu chemari kumwe kunhu.
Kudhipozita mari kuiisa muakaundi yekubhengi kana imwewo kuti ichengeteke nekubereka.
Kana munhu achidhipozita chinhu chaanenge achihaya kana kurenda anenge achibhadhara mari yaanozodzoserwa kana achinge asina kuchikanganisa.
Kudhipozita mari kuiisa muakaundi yekubhengi kana imwewo kuti ichengeteke nekubereka.
Kana munhu achidhipozita mudziyo muchitoro anenge achibhadhara mari shoma yemutengo wacho kuitira kuti agozopedzisa kuchibhadhara munguva inotevera.
Kana munhu achidhipozita chinhu chaanenge achihaya kana kurenda anenge achibhadhara mari yaanozodzoserwa kana achinge asina kuchikanganisa.
Duramazwi
01 / 03dhipoziti
deposit
VerengaSwipe for the next word