KwaunobvaDuramazwiCchibatabishi

Duramazwi · zita

chibatabishi

chibatautabwanyanhekwe

Zvinoreva

Vanhu vanoita chibatabishi vanenge vakawanda vachikutsirana kuita mabasa anege achidiwa kuti aitwe nguva imweyo uye nokukasika.

1

2

Iri ibasa rinorema kuitwa.

Zvakafanana

chibatauta · bwanyanhekwe

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibatanidzi

Chinhu chinobatanidza zvinhu zviviri (connector/hyphen).

Verenga

Swipe for the next word