KwaunobvaDuramazwiCchibaya

Duramazwi · zita

chibaya

Zvinoreva

Chibaya idanga remombe kana imwewo nzvimbo yadzinovharirwa kana kwavira.

1

Chibaya idanga remombe kana imwewo nzvimbo yadzinovharirwa kana kwavira.

Chibaya idanga remombe kana imwewo nzvimbo yadzinovharirwa kana kwavira.

Kana ukarikinya chimwe chinhu unenge wachibaya nerumuti kana chimwewo chinhu.

Kuvandurira kuwedzera kukura kwemunda, uchibaya geja kumucheto kwawaisarima.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word