KwaunobvaDuramazwiCchibereko

Duramazwi · zita

chibereko

uterus

Zvinoreva

Chibereko inhengo yemuviri iri mudumbu memunhukadzi, inosikirwa nekukurira mwana asati kzvarwa.

1

Chibereko inhengo yemuviri iri mudumbu memunhukadzi, inosikirwa nekukurira mwana asati kzvarwa.

Chibereko inhengo yemuviri iri mudumbu memunhukadzi, inosikirwa nekukurira mwana asati kzvarwa.

Machubhu inzira dzemuchibereko chomunhukadzi dzinofamba nadzo mazai kubva kumhendero.

Kutevera mwedzi kubuda ropa muchibereko kunoita vakadzi pamwedzi woga woga.

2

Muchero.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibhabhauro

Uyu munhu anoshanda nesimba achipedza basa zvakanaka. Baba vakaita chibhabhauro pavakachera tsime.

Verenga

Swipe for the next word