Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chibhakani idombo rinogadzikwa kana kuti chimuti chinodzimikirwa pasi kuratidza pamuganhu wezvimbo kana purazi.
1

Chibhakani chisimbi chakaturikwa chinenge chakanyorwa zita romugwagwa kana kuti repanzvimbo.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibhakera
fist
VerengaSwipe for the next word