KwaunobvaDuramazwiMmaira

Duramazwi · zita

maira

mile

-shanyira

Zvinoreva

Kumaira kufamba une chinangwa chokundoona vamwe kana nzvimbo kana zvimwe zvinhu.

Maira urefu hwechinhambwe hunoita mayadhi 1760, anova anoda kunoenzanawo nekiromita imwe ine mamita mazana matanhatu.

1

Mutanhu mufambo unosvika maira imwe.

Huku dzai-shamaira nokuti zuva ranga rapisa chaizvo.

2

Zvakafanana

-shanyira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maisiri

Maisiri munhu anogona kugadzira-gadzira zvinhu zvisiri kunyatsoshanda.

Verenga

Swipe for the next word