KwaunobvaDuramazwiMmainini

Duramazwi · zita

mainini

stepmother · aunt (maternal)

mai la

Zvinoreva

Mainini munin'ina wamai.

1

Mainini munin'ina wamai.

Zanovaviri: Taswera mainini maswerawo kuno kumana?

Mainini mukadzi achangoroorwa asina mwana anonzi mainini nehanzvadzi dzemurume nevamwewo vese vechikuru.

Mainini mukadzi wemunin'ina wemurume wako.

2

Mainini mukadzi wemunin'ina wababa.

3

Mainini munin'ina wemukadzi wako.

4

Mainini mukadzi wemunin'ina wemurume wako.

5

Mainini mukadzi wemunin'ina.

6

Mainini munin'inasikana.

7

Mainini mukadzi achangoroorwa asina mwana anonzi mainini nehanzvadzi dzemurume nevamwewo vese vechikuru.

8

Mainini mukadzi mudiki pabarika.

Zvakafanana

mai la

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word