KwaunobvaDuramazwiMmaipiswa

Duramazwi · zita

maipiswa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane maipiswa anenge achiti kana akabika doro anobika rinovava kana kushata.

1

Kana mumukanwa mafuruka munenge maipiswa nechimwe chinhu, zvokuti unenge usingachanyatsonzwa manakiro anoita zvokudya kana kuti zvokunwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word