Duramazwi · zita
majarini
margarine
Duramazwi · zita
margarine
Majarini mafuta anobva muzvirimwa, anozorwa pachingwa kazhinji, kana kubikiswa.
Majarini mafuta anobva muzvirimwa, anozorwa pachingwa kazhinji, kana kubikiswa.
Majarini akati nyau aiswa muzuva.
Majarini mafuta anobva muzvirimwa, anozorwa pachingwa kazhinji, kana kubikiswa.
Kana uchitsvetera unenge uchiisa dovi kana majarini pachingwa.
Duramazwi
01 / 03majazi
Majazi zvipfeko zvakasiyana zvinotengerwa vabereki vomukadzi sechidimbu cheroora.
VerengaSwipe for the next word