KwaunobvaDuramazwiMmaiza

Duramazwi

maiza

Zvinoreva

Kana munhu achimaiza anenge aenda kumunda kana kumwewo kunhu kwenguva pfupi kungondoona obva odzoka.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

majandurwa

Majandurwa chibage chichakapfava chisingagozhi kutsenga.

Verenga

Swipe for the next word