KwaunobvaDuramazwiMmagaro

Duramazwi · zita

magaro

magadzikomatakomanhamba

Zvinoreva

Magaro imbadzi mbiri hombe dzenyama iri pazasi pomusana uye pamusoro pezvidya dzatinogarira pamusoro kana takazorora.

1

Magaro imbadzi mbiri hombe dzenyama iri pazasi pomusana uye pamusoro pezvidya dzatinogarira pamusoro kana takazorora.

Vasikana kudada kudada zvenyu, tichaonana magaro pakuyambuka.

Ateya mariva murutsva haachatyi kusviba magaro.

Ateya mariva murutsva haatyi kusviba magaro.

Zvakafanana

magadziko · matako · manhamba

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word